JEREMIYA
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Jeremiya anogadzwa kuva muprofita (1-10)
Chiratidzo chemuti wemuarumondi (11, 12)
Chiratidzo chehari yekubikira (13-16)
Jeremiya anosimbiswa kuti aite basa rake (17-19)
2
3
Kutsauka kukuru kwevaIsraeri (1-5)
VaIsraeri nevaJudha vane mhosva yeupombwe (6-11)
Kukumbirwa kuti vasiye zvakaipa (12-25)
4
Kusiya zvakaipa kunounza makomborero (1-4)
Dambudziko richabva kuchamhembe (5-18)
Jeremiya anorwadziwa nedambudziko riri kuuya (19-31)
5
Vanhu vanoramba kutsiurwa naJehovha (1-13)
Kuparadzwa asi vasingapedzwi vese (14-19)
Jehovha anoita kuti vanhu vazvidavirire (20-31)
6
Jerusarema rava kuda kukombwa (1-9)
Jehovha anotsamwira Jerusarema (10-21)
Kurwiswa zvine utsinye nevanobva kuchamhembe (22-26)
Jeremiya anoitwa munhu anoedza simbi (27-30)
7
Kuvimba netemberi yaJehovha vachizvinyengera (1-11)
Temberi ichaita sezvakaitwa Shiro (12-15)
Kunamata kwenhema kunoshorwa (16-34)
8
Vanhu vanotevera nzira yeveruzhinji (1-7)
Hapana uchenjeri pasina shoko raJehovha (8-17)
Jeremiya anoshungurudzika nekuparara kweJudha (18-22)
9
Kunetseka kwaJeremiya (1-3a)
Jehovha anoita kuti vaJudha vazvidavirire (3b-16)
Kuchema Judha (17-22)
Kuzvirumbidza pamusoro paJehovha (23-26)
10
Vanamwari vemarudzi vanoenzaniswa naMwari mupenyu (1-16)
Kuparadzwa uye kutapwa zvava pedyo (17, 18)
Jeremiya anoshungurudzika (19-22)
Muprofita wacho anonyengetera (23-25)
11
Judha anoputsa sungano yaakaita naMwari (1-17)
Jeremiya anofananidzwa negwayana riri kuendeswa kunourayiwa (18-20)
Jeremiya anopikiswa nevarume vemuguta rake (21-23)
12
13
Bhandi rejira rakanga raora (1-11)
Zvirongo zvewaini zvichaputswa (12-14)
VaJudha vasingabatsiriki vachatapwa (15-27)
14
Kusanaya kwemvura, nzara, uye bakatwa (1-12)
Vaprofita venhema vanofumurwa (13-18)
Jeremiya anobvuma kuti vanhu vakatadza (19-22)
15
Jehovha haazochinji mutongo wake (1-9)
Kunyunyuta kwaJeremiya (10)
Mhinduro yaJehovha (11-14)
Munyengetero waJeremiya (15-18)
Jeremiya anosimbiswa naJehovha (19-21)
16
Jeremiya haafaniri kuroora, kuchema, kana kuenda kumabiko (1-9)
Kurangwa uye kudzoswa kunyika yavo (10-21)
17
Chivi chaJudha chakadzika midzi (1-4)
Kuvimba naJehovha kunounza makomborero (5-8)
Mwoyo unonyengera (9-11)
Jehovha ndiye tariro yaIsraeri (12, 13)
Munyengetero waJeremiya (14-18)
Kuchengeta zuva reSabata riri dzvene (19-27)
18
Ivhu riri mumaoko emuumbi (1-12)
Jehovha anofuratira vaIsraeri (13-17)
Jeremiya anorukirwa zano; chikumbiro chake (18-23)
19
20
Pashuri anorova Jeremiya (1-6)
Jeremiya anotadza kuramba akanyarara (7-13)
Kunyunyuta kwaJeremiya (14-18)
21
22
23
Vafudzi vakanaka nevakaipa (1-4)
Kugara vakachengeteka vachitungamirirwa “nenhungirwa yakarurama” (5-8)
Vaprofita venhema vanoshorwa (9-32)
“Mutoro” waJehovha (33-40)
24
25
26
27
28
29
30
31
32
Jeremiya anotenga munda (1-15)
Munyengetero waJeremiya (16-25)
Mhinduro yaJehovha (26-44)
33
Vimbiso yekudzoswa (1-13)
Kugara vakachengeteka vachitungamirirwa “nenhungirwa yakarurama” (14-16)
Sungano naDhavhidhi uye nevapristi (17-26)
34
35
36
Jeremiya anotaura mashoko achinyorwa mugwaro (1-7)
Bharuki anoverenga gwaro zvinonzwika (8-19)
Jehoyakimu anopisa gwaro racho (20-26)
Mashoko acho anonyorwazve (27-32)
37
VaKadheya vanombodzokera kwenguva pfupi (1-10)
Jeremiya anosungwa (11-16)
Zedhekiya anosangana naJeremiya (17-21)
38
Jeremiya anokandwa mumugodhi (1-6)
Ebhedhi-mereki anonunura Jeremiya (7-13)
Jeremiya anoudza Zedhekiya kuti azviise kuvanhu veBhabhironi (14-28)
39
Jerusarema rinoparadzwa (1-10)
Jeremiya anochengetwa (11-14)
Ebhedhi-mereki achaponeswa (15-18)
40
Nebhuzaradhani anosunungura Jeremiya (1-6)
Gedhariya anogadzwa kuti atungamirire nyika (7-12)
Zano rekuuraya Gedhariya (13-16)
41
42
Vanhu vanokumbira Jeremiya kuti anyengetere, kuti vazive zvekuita (1-6)
Jehovha anopindura kuti: “Musaenda kuIjipiti” (7-22)
43
44
45
46
47
48
49
Uprofita pamusoro peAmoni (1-6)
Uprofita pamusoro peEdhomu (7-22)
Uprofita pamusoro peDhamasiko (23-27)
Uprofita pamusoro peKedhari neHazori (28-33)
Uprofita pamusoro peEramu (34-39)
50
51
52
Zedhekiya anopandukira Bhabhironi (1-3)
Nebhukadhinezari anokomba Jerusarema (4-11)
Kuparadzwa kweguta netemberi (12-23)
Vanhu vanoendeswa kuBhabhironi (24-30)
Jehoyakini anobudiswa mujeri (31-34)