DHANIERI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Jerusarema rinokombwa nevaBhabhironi (1, 2)
Kudzidziswa kwenhapwa dzechidiki dzeimba yeumambo (3-5)
Kutenda kwevaHebheru vana kunoedzwa (6-21)
2
Mambo Nebhukadhinezari anorota hope dzinomunetsa (1-4)
Varume vese vakachenjera vanotadza kududzira hope dzacho (5-13)
Dhanieri anokumbira kubatsirwa naMwari (14-18)
Mwari anorumbidzwa nekuzivisa zvakavanzika (19-23)
Dhanieri anoudza mambo hope dzacho (24-35)
Kududzirwa kwehope dzacho (36-45)
Dhanieri anokudzwa namambo (46-49)
3
Chifananidzo chegoridhe chaMambo Nebhukadhinezari (1-7)
VaHebheru vatatu vanopiwa mhosva yekuramba kuteerera (8-18)
Kukandwa muchoto chemoto (19-23)
Chishamiso chekununurwa mumoto (24-27)
Mambo anorumbidza Mwari wevaHebheru (28-30)
4
Mambo Nebhukadhinezari anobvuma kuti Mwari ndiMambo (1-3)
Hope dzamambo dzemuti (4-18)
Dhanieri anodudzira hope dzacho (19-27)
Hope dzacho dzinotanga kuzadziswa pana mambo (28-36)
Mambo anorumbidza Mwari wedenga (37)
5
Mabiko aMambo Bheshazari (1-4)
Pamadziro panonyorwa (5-12)
Dhanieri anonzi adudzire mashoko acho (13-25)
Kududzirwa kwacho: Bhabhironi richakundwa (26-31)
6
Vakuru vakuru vePezhiya vanorukira Dhanieri zano (1-9)
Dhanieri anoramba achinyengetera (10-15)
Dhanieri anokandwa mugomba reshumba (16-24)
Mambo Dhariyasi anokudza Mwari waDhanieri (25-28)
7
Chiratidzo chemhuka ina (1-8)
Wemazuva Mazhinji anotungamirira dare (9-14)
Dhanieri anoziviswa kududzirwa kwehope (15-28)
Mhuka ina dzinomiririra madzimambo mana (17)
Vatsvene vachagamuchira umambo (18)
Pachamuka nyanga gumi kana kuti madzimambo (24)
8
9
Munyengetero waDhanieri wekureurura (1-19)
Gabrieri anouya kuna Dhanieri (20-23)
Makore 70 euprofita (24-27)
10
11
12