NAHUMI ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Mwari anotsiva mhandu dzake (1-7) Mwari anoda kuzvipira kwakazara (2) Jehovha anofunga vaya vanopotera kwaari (7) Ninivhi ichaparadzwa zvachose (8-14) Achaparadza zvekuti haazodzokorodzi (9) Mashoko akanaka nezveJudha anoziviswa (15) 2 Ninivhi ichaparadzwa (1-13) “Magedhi enzizi achavhurwa” (6) 3 “Rine nhamo guta rekudeura ropa!” (1-19) Zvakaita kuti Ninivhi itongwe (1-7) Ninivhi ichawa sezvakaita No-amoni (8-12) Ninivhi ichatowa chete (13-19)