Zviri Mukati
December 8, 2000
Zvinetso Zvevana Chinozvipedza Pakupedzisira!
Vana vazhinji havadiwi uye havafarirwi. Mamiriyoni anorarama muurombo uye vanofa vachiri vaduku gore negore. Vachazombowana zvavanoda here?
3 Kutsvakwa Kwenzira Dzokuzvipedza Nadzo Kunoenderera Mberi
6 Vana Vane Kodzero Yokufarirwa Nokudiwa
10 Chinozvipedza Pakupedzisira!
16 Kukurira Zvinetso zveProstate
32 Indekisi Yevhoriyamu 19 yeMukai!
Nei Baba Vakaenda Vachitisiya? 13
Nei vamwe vanababa vachisiya mhuri dzavo? Vana vangaita sei nokunzwa kwokurwadziwa?
Kutarisana Nemiedzo Musimba raMwari 20
VaKristu vomuUkraine vakatarisana nemiedzo payakanga ichiri pasi peSoviet Union. Wana kuti ndeipi mimwe yemiedzo iyi uye kuti vaKristu vakakunda sei.