Zviri Mukati
Tinogona Kununura Muchato Wedu Here?
Muchato usina rudo ndiwo chete unotsiva kurambana here? Murume nomudzimai vane ukama hwatonhora vanganunura sei muchato wavo?
3 Kuva Muchizarira Chomuchato Usina Rudo
7 Pane Chikonzero Chetariro Here?
8 Muchato Wenyu Unogona Kununurwa!
15 Rokutanga Makore Zana Apfuura
21 Ndokupi Kwaungawana Dzidzo Yakanakisisa?
22 Purogiramu Yedzidzo Yakakura
32 Haana Chokwadi asi Achiri Kutsvaka
Dzidzo Inotungamirira Kuupenyu Huri Nani
Verenga nezvenhimbe yedzidzo inosimbisa tsika dzakanaka dzomufambiro, inovimbisa upenyu hwakanaka, uye inopa tariro yakasimba yenguva yemberi.