Zviri Mukati
January 8, 2003
Dare Repamusorosoro romuUnited States Norusununguko Rwokutaura
Vatongi vasere veDare Repamusorosoro reUnited States vakatsigira mumwe achipikisa rusununguko rwokutaura pasina chikonzero chokuti munhu atange apiwa rezenisi kukanzuru. Ipfungwa dzipi dzakaita kuti vasarudze kudaro?
3 Nyaya Yacho—Matangiro Ayakaita
4 Dare Repamusorosoro Rinobvuma Kuongorora Nyaya Yacho
6 Danho Rokutanga—Kuidzeya Pamberi Pedare Repamusorosoro
9 Dare Repamusorosoro Rinotonga Richitsigira Rusununguko Rwokutaura
12 Kuita Kuti Pamuviri Pako Pasava Nengozi
21 Ziso Regondo
22 Motokari, Dzekare Nedzazvino
28 Kutenda Kunoedzwa muSlovakia
Kusunungurwa Pangetani Dzoruvengo 18
Dzidza kuti Bhaibheri rakadzora sei shungu dzomumwe murume dzokuda kutsiva achiponda.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
BUTIRO nepamusoro: Mufananidzo naJosh Mathes, Mifananidzo yomuDare Repamusorosoro reUnited States