Zviri Mukati
April 8, 2004
Nyika Ino Inogona Kuchinjwa Kuti Ive Nani Here?
Vanhu vakawanda vanofunga kuti kuchinjwa kwezvinhu kukuru uye kuchinja kunokosha munzanga zvinokosha munyika ino. Asi vanochinja zvinhu vanogona kugadzirisa zvinhu here? Kana vasingakwanisi, ndiani anogona?
3 Kuchemera Kuti Zvinhu Zvichinjwe
5 Vanhu Vanochinja Zvinhu Vane Mhinduro Here?
11 Chinhu Chiri Nani Pane Kuchinja Zvinhu
19 Mosesi Ari Kuitiranwa Nharo
20 Mosesi—Munhu Chaiye Here Kana Kuti Wokufungidzira?
26 Mosesi—Zvinoreva Upenyu Hwake Kwauri
32 Usiku Hwokuyeuka—Svondo, April 4, 2004
Nei Mwari Achirega Tichitambura? 12
Tinofanira kugumbukira Mwari here nokuti anobvumira kutambura? Dzidza mhinduro dzinogutsa dziri muBhaibheri.
Bata Nguva! 15
Tsika yokunonoka inogona kuvhiringidza upenyu hwomunhu nebasa rake. Heano mamwe mazano anoshanda anokubatsira kuti ubate nguva.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
BUTIRO: Nyika: Zvakashandiswa nemvumo yakabva kuThe George F. Cram Company, Indianapolis, Indiana
UN/DPI Photo by Eskinder Debebe