RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g 11/13 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2013
  • Mashoko Akafanana
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2014
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2014
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2014
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2014
Ona Zvimwe
Mukai!—2013
g 11/13 pp. 1-2

Zviri Mukati

November–December 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania.

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvinhu Zvitatu Zvisingakwanisi Kutengwa Nemari

MAPEJI 3-6

7 Mazano Okubatsira Mhuri

Zvaungaita Kuti Ukanganwire Mumwe Wako

9 Mazano Okubatsira Mhuri

Kushamwaridzana Kwacho Kwanyanya Here?

11 Utano

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvepfari?

13 Zvinotaura Bhaibheri

Kuita Bonde Vanhu Vasati Varoorana

15 Zvinotaura Bhaibheri

Chirwere Chekunyanya Kusuwa

ONA ZVIMWE PAINDANETI

www.pr2711.com

VARI KUYARUKA

Ona zvinotaurwa neBhaibheri nezvemibvunzo yakawanda inobvunzwa nevechiduku yakadai seiyi:

• “Ndingaitei Kana Ndichishungurudzwa?”

• “Ndiri Kunetseka Nezvakaita Muviri Wangu Here?”

• “Ndingaitei Kana Ndichirwara?”

Uyewo ona vhidhiyo yakanzi “Zvinotaurwa Nevezera Rako Nezvechitarisiko.”

Ona kuti Bhaibheri rinogona sei kubatsira vechiduku kukunda matambudziko oupenyu.

(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA)

VANA

Verengai nyaya dzomuBhaibheri dzine mifananidzo. Shandisai nyaya dziri papeji iroro kuti mubatsire vana venyu kuwedzera ruzivo rwavo nezvevanhu vari muBhaibheri uye kuti vave netsika dzakanaka.

(Tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe