Zviri Mukati
January-February 2014
© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania.
ONA ZVIMWE PAINDANETI
VARI KUYARUKA
Ona zvinotaurwa neBhaibheri nezvemibvunzo yakawanda inobvunzwa nevechiduku yakadai seiyi:
• “Ndodii Kana Vanhu Vachindinyeya?”
• “Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvekutumira Mameseji Anonyadzisira?”
Ona kuti Bhaibheri rinogona sei kubatsira vechiduku kukunda matambudziko oupenyu.
(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA)
VANA
Verengai nyaya dzomuBhaibheri dzine mifananidzo. Shandisai nyaya dziri papeji iroro kuti mubatsire vana venyu kuwedzera ruzivo rwavo nezvevanhu vari muBhaibheri uye kuti vave netsika dzakanaka.
(Tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA)