Sumo
Tese tiri kuona kuti pane zvinhu zvakawanda zviri kukanganisa nyika. Mvura yedu yekunwa, makungwa, nemhepo yatinofema zviri kusvibiswa uye masango ari kuparadzwa. Vanhu vachaparadza nyika here? Verenga unzwe kuti sei tichiti havasi kuzoiparadza.