DZIDZA ZVIMWE
Pajw.org, enda pakanzi “Tsvaga” wonyora kuti “Basa Uye Mari.” Pachikamu ichi uchawana nyaya dzakasiyana-siyana dzakanyatsotsvakurudzwa uye nyaya idzi dziri kubatsira vanhu vakawanda kuti vatsungirire matambudziko avo eupenyu. Dzimwe dzenyaya dzacho ndeidzi:
“Zvaungaita Kuti Urarame Kana Uine Mari Shoma”