RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 21
  • Rumbidza Umambo hwaJehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidza Umambo hwaJehovha!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
    Imbirai Jehovha
  • Kukunda Nyika
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Rworukundo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 21

Rwiyo 21

Rumbidza Umambo hwaJehovha!

(Zvakazarurwa 11:17)

1. Ngatizivise Umambo,

Zvino hwakatogadzwa

Mumatenga ukoiye,

Akakunda Satani.

Dhragoni namadhimoni

Vachasungwa zvino’zvi.

Zvino rumbidzo yaMwari

Ichava kwosekwose.

2. Pamberi “vakasarira”

Va“kaboka kaduku”

Kuzivisawo Umambo

Hwavachagoverana.

Vaya vokarira pasi

Kugara Paradhiso

Batsirai“vakazodzwa,”

Kuzivisa Umambo.

3. Zivisainomufaro!

Mushingairirewo;

Batsiraiwo vanyoro

Kuvavanhu vaMwari.

Hukudzei Umambo’hwo;

Nokunakisa kwahwo.

Hwounza zvikomborero,

Kurevera Jehovha.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe