RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 105
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidza Umambo hwaJehovha!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 105

Rwiyo 105

Rumbidzai Dangwe raJehovha!

(VaHebheru 1:6)

1. Ngatizivise Dangwe

—Ndiye Mudyi nhaka—

Chibviro chokusikwa

Aiteerera.

Zvose zviripo naye

Pasi namatenga,

Iye, seShoko raJa,

Wakamuzivisa.

2. ’Nyange aiva saJa,

Haana kumboda

Kuedza kuenzana

NaJehovha wake.

Akauya kupasi

Kuzova somunhu

Kurevererwo yaJa

Nokupa upenyu.

3. She wakakwidziridzwa

Akava pam’soro

Som’tsvenesi waMwari

Nomumiririri.

Worwira vanamati

PaA r-magedhoni,

Oparadza vavengi,

Ndokupa rugare.

4. Ngatizivise Dangwe!

Nokutonga kwaro.

Pamba nemba paridza;

Chengeta zvokwadi.

Tipe muenzaniso

Tichizvingwarira.

Tinyandure dzihama

Kuzivisa Dangwe.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe