RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 33
  • ‘Jehovha Amene Ava Mambo!’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Jehovha Amene Ava Mambo!’
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Ndiye Mambo Wedu!
    Imbirai Jehovha
  • Jehovha Ndiye Mambo Wedu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 33

Rwiyo 33

‘Jehovha Amene Ava Mambo!’

(Pisarema 97:1)

1. Vongai Mwari, imi vanhu.

Zivisaivose basa rake.

Imbirai Mwari, muchiita nziyo,

Mungwaririre basa rake.

(Korasi)

2. Danidzirai mbiri yake.

Ruponeso rwake zivisai.

Jehovha mukuru, ngatimurumbidze,

Timutye kupfuura vose.

(Korasi)

3. Mukurumbira uve naJa

Ngationge nokuda kwaKristu.

Muhutsvene ngatikotamire Mwari,

Tichimurumbidza Jehovha.

(KORASI)

Farai matenga, Nyika ngaifare,

Nokuti Jehovha wava Mambo!

Farai matenga, Nyika ngaifare,

Nokuti Jehovha wava Mambo!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe