RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 59
  • Kuonga Zviyeuchidzo zvaMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuonga Zviyeuchidzo zvaMwari
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Unoda Zviyeuchidzo zvaJehovha Kwazvo Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Zviyeuchidzo zvaJehovha Zviri Kutinyandura Mumudzimu Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1995
  • Zviyeuchidzo zvaJehovha Zvakavimbika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Ita Kuti “Mutemo Womutsa Worudo” Uchengetedze Rurimi Rwako
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 59

Rwiyo 59

Kuonga Zviyeuchidzo zvaMwari

(Pisarema 119)

1. Vofara vanoterera Mwari,

Vom’tsvaka nomwoyo wose,

Vanoshandisa mitemo yake

Havabve pamirairo.

Vanoonga mitemo yake,

Vanozivisa tsitsi dzake.

Nokuti vofarira mitemo,

Vanomira pana Mwari.

2. Dzinoshamisa tsitsi dzaMwari;

Dzinopfuura matenga!

Zvakatongwa zvake zvotirinda,

Kunyange tichipomerwa.

Vozviterera vogarika;

Ropafadzo dzavo dzowanda.

Saapo mumwe anofarisa,

Tofarisawo muShoko.

3. Mukumbiro wedu kunaMwari

Kuti tinzwisi se Shoko.

Mutinzwewo kukumbira kwedu

Mutinunurewo Mwari.

Tive vezvokwadi kunaShe,

Tiite zvaanotaura.

Ja akavimbika akanaka.

Tinosimbaradzwa naye.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe