Rwiyo 62
Vanofara Vane Ngoni!
1. Vanofara vane ngoni!
Vakanaka kuna Mwari.
Vanotaurira vose
Jehovha anoda ngoni.
PaKarivhari woita,
Mbuva yorudzikinuro.
Opa ngoni kuvanyoro,
Unoziva takaneta.
2. Vengoni vokomborerwa;
Vachiwana kanganwiro.
Vobetsereka nengoni
Chibviro gadzwo yoUshe.
Vanogoverana ngoni
Nokuparidzira kwose,
Voti kuvanhu: ‘Farai
Zvino Umambo hwasvika.’
3. Vengoni havana rutyo
Pakutongwa naJehovha;
Achavazivisa ngoni,
Sa’She,voratidza ngoni.
Ngatirambe tine ngoni
Tichiratidza vara’ri
Pabanza rose rapiwa
Tichitevedzera Mwari.
(MHEDZISO)
Vanofara vanengoni!
Vakanaka kuna Mwari.