RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 21
  • Vanofara, Vane Ngoni!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vanofara, Vane Ngoni!
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Vanofara Vane Ngoni!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • ‘Baba Venyu Vane Ngoni’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Tinoshumira Mwari “Ane Ngoni Huru”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Tingaratidza Sei Kuti Tine Ngoni?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 21

Rwiyo 21

Vanofara, Vane Ngoni!

Rakaprindwa

(Mateu 5:7)

1. Vanofara vane ngoni!

Mwari anovayemura.

Voti kuvakarurama:

Mwari anodawo ngoni.

Akatiitira ngoni

Pakutitumira Jesu.

Vanyoro tonzwirwa ngoni

Nokuti hatina simba.

2. Vengoni voropafadzwa;

Vanokanganwirwa zvivi.

Vanobatsirwa nengoni,

Sezvo Kristu akaripa.

Vane ngoni kuna vamwe

Pavanoparidza kwose.

Voti kuvanhu: “Farai

Kuti Umambo hwasvika.”

3. Vanyoro vacharatidzwa

Rudo pavachazotongwa;

Voziva ngoni dzaMwari,

Sezvo ivo vane ngoni.

Ngativei vane ngoni,

Tiwedzere kuva nadzo.

Ti’te saMwari naKristu;

Tigarewo tine ngoni.

(Onawo Ruka 6:36; VaR. 12:8; Jak. 2:13.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe