RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 202
  • Takazvitsaurira Kuna Mwari!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Takazvitsaurira Kuna Mwari!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Takazvitsaurira Kuna Mwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Takazvitsaurira Kuna Mwari!
    Imbirai Jehovha
  • Kristu Muenzaniso Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kumbanira Murwiyo rwoUmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 202

Rwiyo 202

Takazvitsaurira Kuna Mwari!

(Eksodho 39:30)

1. Takakweverwa kunaKristu naMwari.

Wakatitumira zvokwadi.

Ichibva kudenga

Chiedza chopenya.

Kutenda kwokura

Zvino isu tozviramba.

Takazvipa kuna Mwari. Tasarudza.

Tofara muna Ja naKristu.

2. Vakasarudza izvi vakarovedzwa;

Vanogadzwa savashumiri.

Vosimudza manzwi

Mukuimba rwiyo,

Vari boka rimwe,

Zvazvino vari vaMwari.

Votsigira mhiko norubhapatidzo;

Nokuparidza Ushe zvino.

3. Netsauriro tipiwe mukumbiro

Wedu wehana yakanaka.

Mufaro mukuru

Ndiwo togovana

—Kuzivisa Mwari.

Tom’svika nom’nyengetero.

Takazvitsaurira; ngatichenjere

Tichikoshesa kumira’ku.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe