Chikamu 7
Vanhu Vake Amene Chaivo, Vanoshingairira Mabasa Akaisvonaka
Neiko Zvapupu zvaJehovha zvichidavira kuti zviri kutungamirirwa naMwari? Chii chinozvizivisa savadzidzi vapachokwadi vaJesu Kristu? Sezvo zvichizivisa kuti Umambo hwaMwari hunototonga huri mumatenga, zviri kuramba zvichirindira nokudisa chimwezve chiitikoi chikuru? Chikamu chino chokupedzisira (Ganhuro 31 kusvikira ku33) chinopindura iyi mibvunzo.
[Mufananidzo unozadza peji yose uri papeji 702]