RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 125
  • Kutevedzera Urongwa hwaMwari Takavimbika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kutevedzera Urongwa hwaMwari Takavimbika
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kutevedzera Urongwa hwaMwari Takavimbika
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuzviisa Pasi Noruvimbiko Kunhevedzano Youbati Ushe hwaMwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kukunda Denho Yokuvimbika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • “Ndimi Mega Makavimbika”
    Swedera Pedyo naJehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 125

Rwiyo 125

Kutevedzera Urongwa hwaMwari Takavimbika

Rakaprindwa

(1 VaKorinde 14:33)

1. Vanhu vaJehovha pakuparidza

Chokwadi chokukosha kwoUmambo,

Ngavate’rere uye vavimbike;

Uye varambewo vakabatana.

(KORASI)

Tinote’rera takavimbika,

Kuna Mwari wedu.

Anodzivirira, anotida

Tivimbike kwaari.

2. Mwari akatipa muranda wake

Nomudzimu kuti titungamirwe.

Tisazununguke, tifadze Mwari,

Tizivise mitemo yake yose.

(KORASI)

Tinote’rera takavimbika,

Kuna Mwari wedu.

Anodzivirira, anotida

Tivimbike kwaari.

(Onawo Ruka 12:42; VaH. 13:7, 17.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe