RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 110
  • Mabasa Anoshamisa aMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mabasa Anoshamisa aMwari
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Mabasa Anoshamisa aMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mabasa Makuru Naanoshamisa aMwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha Anosanotiziva!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 110

Rwiyo 110

Mabasa Anoshamisa aMwari

Rakaprindwa

(Pisarema 139)

1. Mwari munoziva pandino-

zorora uye pandinomuka.

Munoongorora zvandinofunga.

Munoziva mashoko

angu nenzendo.

Makaona pandakaitwa,

Mapfupa angu maiaziva.

Makaonawo maumbirwo angu.

Ndorumbidza simba

uye nzira dzenyu.

Zivo yenyu Mwari inoshamisa;

Ini ndinonyatsoziva izvi.

Dai ndaizotyawo rima gobvu,

Simba renyu raizondiwana.

Ndokupi kwandingazviviga

Kana kuvanda musingaoni?

Kunyange kudenga kana Sheori,

Kunyange murima kana kuti gungwa.

(Onawo Pis. 66:3; 94:19; Jer. 17:10.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe