RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 121
  • Kurudziranai

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kurudziranai
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kurudziranai
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Rambai Muchikurudzirana Uye Muchivakana”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Ramba Uri Murudo rwaMwari
    Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
  • Nyandurira Kuda Namabasa Akaisvonaka—Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 121

Rwiyo 121

Kurudziranai

Rakaprindwa

(VaHebheru 10:24, 25)

1. Sezvatinokurudzirana

Kushumirawo Jehovha,

Rudo rwedu runosimbiswa,

Tova norugare tose.

Rudo rwevanhu vaJehovha

Runotishingisa tose.

Ungano utiziro hwedu,

Nzvimbo isina chokutya.

2. Shoko rataurwa panguva

Rinonyaradza zvikuru.

Tinowanzonzwa shoko iri

Kushamwari dzatinoda.

Tinofara kushanda pamwe

Nevane tariro sesu.

Tinoedza kusimbisana

Tichibatsirana tose.

3. Nokutenda tinoonawo

Zuva raShe richisvika.

Tinoda kuungana pamwe

Tirambe tiri mugwara.

Tose ngatikurudzirane,

Pamwe nevanhu vaMwari.

Tirambe tichimushumira,

Tirambe takaperera.

(Onawo Ruka 22:32; Mab. 14:21, 22; VaG. 6:2; 1 VaT. 5:14.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe