RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ll chikamu 4 pp. 10-11
  • Chii Chakaitika Kwavari Pavakateerera Satani?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chii Chakaitika Kwavari Pavakateerera Satani?
  • Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu hwakanga hwakaita sei muParadhiso?
    Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Chikamu 4
    Teerera Mwari
  • Vakafa Vari Kupi?
    Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
  • Nei Tichichembera Uye Tichifa?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
Ona Zvimwe
Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
ll chikamu 4 pp. 10-11

CHIKAMU 4

Chii Chakaitika Kwavari Pavakateerera Satani?

Adhamu naEvha havana kuteerera saka vakafa. Genesisi 3:6, 23

Evha anodya muchero obva apawo Adhamu

Evha akateerera nyoka ndokudya muchero wacho. Akazopawo Adhamu, akaudya.

Adhamu naEvha vachibuda muParadhiso mavaigara

Vakaita zvakaipa, vakaita chitadzo. Mwari akavabvisa muParadhiso mavaigara.

 Adhamu naEvha vanochembera, vofa

Upenyu hwakanga hwakavaomera nevana vavo. Vakachembera vakafa. Pavakafa havana kuenda kunyikadzimu; vakanga vasisipo chete.

Vakafa havana upenyu sezvakangoita guruva. Genesisi 3:19

Vanhu vakasiyana-siyana vepanguva dzakasiyana-siyana

Tinofa nekuti tese takabva kuna Adhamu naEvha. Vakafa havaoni, havanzwi uye hapana chavanogona kuita.​—Muparidzi 9:5, 10.

Musikana anofa ochemwa nemhuri yake

Jehovha akanga asingadi kuti vanhu vafe. Pasina nguva achamutsa vanhu vakafa. Kana vakamuteerera, vachararama nekusingaperi.

  • Sei tichifa?​—VaRoma 5:12.

  • Rufu runenge rusisipo.​—1 VaKorinde 15:26.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe