RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ll chikamu 9 pp. 20-21
  • Paradhiso Ichauya Riini?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Paradhiso Ichauya Riini?
  • Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Mashoko Akafanana
  • Paradhiso Yava Pedyo!
    Unogona Kuva Shamwari yaMwari!
  • Chikamu 9
    Teerera Mwari
  • Tiri Kurarama Mu“mazuva Okupedzisira” Here?
    Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
  • Upenyu Huri Nani—Nokukurumidza!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
Ona Zvimwe
Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
ll chikamu 9 pp. 20-21

CHIKAMU 9

Paradhiso Ichauya Riini?

Matambudziko ari panyika anoratidza kuti Mwari ava pedyo nekugadzirisa zvinhu. Ruka 21:10, 11; 2 Timoti 3:1-5

Matambudziko emumazuva ekupedzisira: kubhejera, hondo, zvirwere, nzara, kusateerera vabereki, uye mhirizhonga mudzimba

Bhaibheri rakagara rataura zvinhu zvakawanda zviri kuitika mazuva ano. Rakati kwaizova nevanhu vanoda mari, vasingateereri vabereki, vanotyisa, uye vanoda mafaro.

Kwaizova nekudengenyeka kwenyika, hondo, nzara, nezvirwere. Zvinhu izvi zviri kutoitika mazuva ano.

Chapupu chaJehovha chiri kuparidza mashoko akanaka eUmambo kune mumwe murume

Jesu akatiwo mashoko akanaka eUmambo aizoparidzwa munyika yese.​—Mateu 24:14.

Umambo huchabvisa uipi hwese. 2 Petro 3:13

Vakaipa vachaparadzwa paAmagedhoni, uye Satani nemadhimoni vachaparadzwawo

Pasina nguva Jehovha achaparadza vakaipa.

Satani nemadhimoni ake vachaparadzwa.

Jesu akagara pachigaro chake cheUmambo kudenga uye vanhu vemarudzi akasiyana-siyana vari kufara

Vanhu vanoteerera Mwari vachapona vorarama munyika itsva yakarurama. Munyika macho munenge musisina chekutya uye vanhu vanenge vaine rudo uye vachivimbana.

  • Jesu akati chii chaizoitika munguva yatiri kurarama?​—Mateu 24:3-14.

  • Vakaipa vachaparadzwa.​—2 Petro 3:7.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe