RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 38-39
  • Kusuma Chikamu 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 4
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Kusuma Chikamu 11
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Akadzivirira, Akariritira Uye Akaramba Achiita Basa Rake
    Tevedzera Kutenda Kwavo
  • “Mutongi Wenyika Yose” Anogara Achiita Zvakarurama
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Akadzivirira, Akariritira Uye Akaramba Achiita Basa Rake
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 38-39
Mozisi nevaIsraeri vari kuona Gungwa Dzvuku richipatsanuka

Kusuma Chikamu 4

Chikamu chino chinotiudza nezvaJosefa, Jobho, Mozisi, uye vaIsraeri. Vose havo vakatsungirira matambudziko akawanda aibva kuna Dhiyabhorosi. Vamwe vavo vakabatwa zvakaipa, vakasungwa, vakaitwa varanda uye vamwe vavo vakaerekana vafirwa nevanhu vavaida. Kunyange zvakadaro, Jehovha akavachengetedza nenzira dzakasiyana-siyana. Kana uri mubereki, batsira mwana wako kunzwisisa kuti vashumiri vaJehovha ivavo vakaramba sei vaine kutenda pasinei nekuitirwa zvakaipa.

Jehovha akashandisa Matambudziko Gumi kuti aratidze kuti ane simba kupfuura vanamwari vese veIjipiti. Ratidza kuti Jehovha akachengetedza sei vanhu vake kare uye ari kuvachengetedza sei mazuva ano.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Josefa akaramba kuita ufeve nekuti aida Jehovha

  • Jobho haana kubvumira kuti matambudziko akakura aakasangana nawo amuendese kure naJehovha

  • Pasinei nekuti aiva kupi, Mozisi haana kumbokanganwa kuti akanga ari mushumiri waMwari

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe