RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 160-161
  • Kusuma Chikamu 11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 11
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Kusuma Chikamu 13
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Kusuma Chikamu 4
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Jesu Kristu Ndiani?
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
  • Kusuma Chikamu 12
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 160-161
Josefa ari kudzidzisa Jesu kuveza, uye Mariya nevamwe vana vavo vari pedyo

Kusuma ChikamuĀ 11

Chikamu chino chinosuma Magwaro echiKristu echiGiriki. Jesu akaberekerwa mumhuri yainge isina kupfuma uye yaigara muguta diki. Aishanda nababa vake avo vaiva muvezi. Jesu ndiye aizoponesa vanhu. Jehovha akamusarudza kuti ave Mambo weUmambo hwekumatenga. Kana uri mubereki, batsira mwana wako kuti aone kuti Jehovha akanyatsoratidza sei rudo nekusarudza mhuri nemamiriro ezvinhu akanaka ekuti Jesu akure maari. Ona kuti Jehovha akadzivirira sei Jesu kuti asaurayiwa naHerodhi uye kuti nei pasina chinotadzisa chinangwa chake kuzadzika. Dzidza kuti Jehovha akapa sei Johani basa rekugadzirira Jesu nzira. Simbisa kuti kunyange paaiva mudiki, Jesu aifarira uchenjeri hunobva kuna Jehovha.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Ramba wakavimbika kuurongwa hwaJehovha

  • Jesu, Mwanakomana ane simba waMwari, aida chaizvo kuuya kuti azoberekwa semwana mucheche panyika

  • Johani Mubhabhatidzi akabatsira vanhu kugadzirira kuuya kwaMesiya

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe