RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 45
  • Kufungisisa Kwemwoyo Wangu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kufungisisa Kwemwoyo Wangu
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Kufungisisa Kwomwoyo Wangu
    Imbirai Jehovha
  • Rudzi Rwokufungisisa Kunobatsira
    Mukai!—2000
  • Ramba Uchifungisisa Zvinhu Zvokunamata
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • VaFiripi 4:8—“Zvinhu Zvese Zvechokwadi, . . . Rambai Muchifungisisa Zvinhu Izvi”
    Kutsanangurwa Kwemavhesi
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 45

RWIYO 45

Kufungisisa Kwemwoyo Wangu

Rakaprindwa

(Pisarema 19:14)

  1. 1. Zvandinofunga mumwoyo

    Muswere wese wezuva

    Ngazvikufadzei Ishe,

    Ndisabve munzira yenyu.

    Ndamomoterwa nenhamo,

    Dzichindishayisa hope,

    Ndofungisisa nezvenyu,

    Nezvinhu zvakarurama.

  2. 2. Zvinhu zvese zvakachena,

    Zvechokwadi, zvakanaka,

    Zvinhu zvese zvinodiwa

    Ngazvindipewo rugare.

    Dzinokosha pfungwa dzenyu!

    Dzese hadziverengeki.

    Ndodzandichafungisisa,

    Dzinyure mumwoyo mangu.

(Onawo Pis. 49:3; 63:6; 139:17, 23; VaF. 4:7, 8; 1 Tim. 4:15.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe