RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • rr p. 131
  • Kubatanidzwa Kwetutanda Twuviri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kubatanidzwa Kwetutanda Twuviri
  • Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • “kaJudha”
  • “kaJosefa, iko katanda kaEfremu”
  • “tuve katanda kamwe chete muruoko rwako”
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • “Ndichaita Kuti Vave Rudzi Rumwe Chete”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Kamuti Kanochenesa Mazino
    Mukai!—2003
Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
rr p. 131

BHOKISI REKUDZIDZISA 12A

Kubatanidzwa Kwetutanda Twuviri

Rakaprindwa

Ezekieri anorayirwa naJehovha kuti anyore pane kamwe katanda kuti “kaJudha” uye pane kamwe kuti “kaJosefa, iko katanda kaEfremu.”

Tutanda twuviri twemuuprofita hwaEzekieri.

“kaJudha”

KARE

Umambo hwemadzinza maviri aJudha

MAZUVA ANO

Vakazodzwa

“kaJosefa, iko katanda kaEfremu”

KARE

Umambo hwemadzinza gumi evaIsraeri

MAZUVA ANO

Mamwe makwai

Ezekieri akabata tutanda twuviri muruoko rumwe chete.

“tuve katanda kamwe chete muruoko rwako”

KARE

537 B.C.E. Vanamati vechokwadi vanobva kune dzimwe nyika vodzokera kuJerusarema kunorivakazve, vonamata serudzi rumwe chete.

MAZUVA ANO

Kubvira muna 1919, vanhu vaMwari vanorongwa uye vanobatanidzwa zvishoma nezvishoma kuti vashumire ‘seboka rimwe chete.’

Chinangwa ndechekubatana

Uprofita hwacho hautauri kuti katanda kamwe chete kakatanga katyorwa kuti tuve twuviri, ndokuzobatanidzwazve kuti tuve kamwe chete. Asi hunotaura nezvetutanda twuviri twunobatanidzwa kuva kamwe chete. Saka chinangwa cheuprofita hwacho chaisava chekuratidza kuti rudzi rwevaIsraeri rwakapatsanuka sei kuva umambo huviri, asi chaiva chekuti umambo hwacho huviri hwaizova sei umambo humwe chete.

Chitsauko 12, ndima 3-6, 13, 14

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe