RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm18 pp. 6-7
  • Svondo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Svondo
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2018
  • Mashoko Akafanana
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2023
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2018
CO-pgm18 pp. 6-7
Jesu anomutsa mwanasikana waJairosi

Svondo

“Shinga uye mwoyo wako ngausimbe. Chokwadi, tarisira kuna Jehovha”​—PISAREMA 27:14

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 73 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvinhu Zvichaitika Mune Ramangwana Zvichada Kuti Tive Neushingi

    • Kushevedzerwa ‘Kwerugare Nekuchengeteka!’ (1 VaTesaronika 5:2, 3)

    • Kuparadzwa kweBhabhironi Guru (Zvakazarurwa 17:16, 17)

    • Kuziviswa Kwemashoko Anenge Chimvuramabwe (Zvakazarurwa 16:21)

    • Kurwiswa naGogi weMagogi (Ezekieri 38:10-12, 14-16)

    • Amagedhoni (Zvakazarurwa 16:14, 16)

    • Basa Guru Rekuvakazve (Isaya 65:21)

    • Muedzo Wekupedzisira (Zvakazarurwa 20:3, 7, 8)

  • 11:10 Rwiyo Nhamba 8 Nezviziviso

  • 11:20 HURUKURO YAVOSE YEBHAIBHERI: Tariro Yerumuko Inotipa Sei Ushingi? (Mako 5:35-42; Ruka 12:4, 5; Johani 5:28, 29; 11:11-14)

  • 11:50 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 12:20 Rwiyo Nhamba 151 Nekumbozorora

Jona akananga kuNinivhi

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 5

  • 1:50 FIRIMU: Nyaya yaJona—Dzidza Kuva Neushingi Uye Kuregerera Vamwe (Jona 1-4)

  • 2:40 Rwiyo Nhamba 71 Nezviziviso

  • 2:50 Vari Kwatiri Vazhinji Kupfuura Vari Kutirwisa! (Dheuteronomio 7:17, 21; 28:2; 2 Madzimambo 6:16; 2 Makoronike 14:9-11; 32:7, 8, 21; Isaya 41:10-13)

  • 3:50 Rwiyo Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe