RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm22 pp. 2-3
  • Chishanu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chishanu
  • Purogiramu Yegungano ra2022
  • Mashoko Akafanana
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano ra2022
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano ra2022
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano ra2022
CO-pgm22 pp. 2-3
Mufananidzo une mavara eblue negreen.

Chishanu

“Jehovha achakomborera vanhu vake nerugare”​—Pisarema 29:11

Mangwanani

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 86 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Jehovha, “Mwari Anopa Rugare” (VaRoma 15:33; VaFiripi 4:6, 7)

  • 10:10 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Rudo Runoita Kuti Tive Nerugare Rwechokwadi

    • • Kuda Mwari (Mateu 22:37, 38; VaRoma 12:17-19)

    • • Kuda Muvakidzani (Mateu 22:39; VaRoma 13:8-10)

    • • Kuda Shoko raMwari (Pisarema 119:165, 167, 168)

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 24 Nezviziviso

  • 11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: Jakobho, Murume Aida Rugare (Genesisi 26:12–33:11)

  • 11:45 “Kururama Kwechokwadi Kunounza Rugare” (Isaya 32:17; 60:21, 22)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 97 Nekumbozorora

Masikati

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 144

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Fadzwa Nevimbiso dzaMwari Dzerugare

    • • “Vashumiri Vangu Vachadya . . . Vashumiri Vangu Vachanwa” (Isaya 65:13, 14)

    • • “Vachavaka Dzimba . . . Uye Vachadyara Minda Yemizambiringa” (Isaya 65:21-23)

    • • “Mhumhi Negwayana Zvichafura Pamwe Chete” (Isaya 11:6-9; 65:25)

    • • “Hakuna Mugari Wemo Achati: ‘Ndiri Kurwara’” (Isaya 33:24; 35:5, 6)

    • • “Achaparadza Rufu Zvachose” (Isaya 25:7, 8)

  • 2:50 Rwiyo Nhamba 35 Nezviziviso

  • 3:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Shoko raMwari Ngaritungamirire Mhuri Yenyu Kuti Ive Nerugare

    • • Ratidzanai Rudo Neruremekedzo (VaRoma 12:10)

    • • Tauriranai Zvakanaka (VaEfeso 5:15, 16)

    • • Musaita Mazvake-mazvake (Mateu 19:6)

    • • Namatai Jehovha Pamwe Chete (Joshua 24:15)

  • 3:55 Ramba Uchitsigira “Muchinda weRugare” (Isaya 9:6, 7; Tito 3:1, 2)

  • 4:15 Usanyengedzwa Nerugare Nerunyararo Zvekunyepedzera! (Mateu 4:1-11; Johani 14:27; 1 VaTesaronika 5:2, 3)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 112 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe