RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm19 pp. 2-3
  • Chishanu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chishanu
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Mashoko Akafanana
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano ra2022
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
CO-pgm19 pp. 2-3
Michero yakasiyana-siyana

Chishanu

“MUNODZIDZISWA NAMWARI KUTI MUDANANE”​—1 VATESARONIKA 4:9

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 105 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Nei Zvichinzi “Rudo Harumboperi”? (VaRoma 8:38, 39; 1 VaKorinde 13:1-3, 8, 13)

  • 10:15 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ngwarira Kuvimba Nezvinhu Zvinopera!

    • Pfuma (Mateu 6:24)

    • Mukurumbira Uye Kukudzwa Munyika (Muparidzi 2:16; VaRoma 12:16)

    • Uchenjeri Hwevanhu (VaRoma 12:1, 2)

    • Runako Nesimba (Zvirevo 31:30; 1 Petro 3:3, 4)

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 40 Nezviziviso

  • 11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: Jehovha Akaramba Achiratidza Rudo Rusingachinji (Genesisi 37:1-36; 39:1–47:12)

  • 11:45 Jehovha Anoda Vaya Vanoda Mwanakomana Wake (Mateu 25:40; Johani 14:21; 16:27)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 20 Nekumbozorora

MASIKATI

  • 1:25 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:35 Rwiyo Nhamba 107

  • 1:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Rudo Harumboperi . . .

    • Pasinei Nekukurira Mumhuri Isina Rudo (Pisarema 27:10)

    • Pasinei Nekubatwa Zvisina Kunaka Kubasa (1 Petro 2:18-20)

    • Pasinei Nekuswera Nevanhu Vasingadi Mwari Kuchikoro (1 Timoti 4:12)

    • Pasinei Nekurwara Kwenguva Refu (2 VaKorinde 12:9, 10)

    • Pasinei Neurombo (VaFiripi 4:12, 13)

    • Pasinei Nekupikiswa Nevemumhuri (Mateu 5:44)

  • 2:50 Rwiyo Nhamba 141 Nezviziviso

  • 3:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Rudo rwaJehovha

    • Matenga (Pisarema 8:3, 4; 33:6)

    • Nyika (Pisarema 37:29; 115:16)

    • Zvinhu Zvinomera (Genesisi 1:11, 29; 2:9, 15; Mabasa 14:17)

    • Mhuka (Genesisi 1:27; Mateu 6:26)

    • Muviri Wemunhu (Pisarema 139:14; Muparidzi 3:11)

  • 3:55 ‘Jehovha Anoranga Vaanoda’ (VaHebheru 12:5-11; Pisarema 19:7, 8, 11)

  • 4:15 “Pfekai Rudo” (VaKorose 3:12-14)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 130 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe