Simbisa Kutenda Kwako!
MANGWANANI
9:40 Mimhanzi
9:50 Rwiyo Nhamba 119 Nemunyengetero
10:00 Nei Tichifanira Kusimbisa Kutenda Kwedu Iye Zvino?
10:15 Uri Kuona “Uya Asingaoneki” Here?
10:30 “Kutenda Kunouya Kana Munhu Anzwa Shoko”
10:55 Rwiyo Nhamba 104 Nezviziviso
11:05 “Zvibereko Zvemweya . . . Kutenda”
11:35 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa
12:05 Rwiyo Nhamba 50
MASIKATI
1:20 Mimhanzi
1:30 Rwiyo Nhamba 3
1:35 Zvakaitika
1:45 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
2:15 Hurukuro Yekusiyirana: Batsira Vamwe Kuti Vasimbise Kutenda Kwavo
• Batsira Mwana Wako Ari Kuyaruka
• Batsira Mudzidzi Wako weBhaibheri
• Batsira Vaunonamata Navo
3:00 Rwiyo Nhamba 38 Nezviziviso
3:10 ‘Ramba Wakatarisa Mumiririri Mukuru Uye Mukwanisi Wekutenda Kwedu’
3:55 Rwiyo Nhamba 126 Nemunyengetero