“Iva Nekutenda”!
MANGWANANI
9:30 Mimhanzi
9:40 Rwiyo Nhamba 118 Nemunyengetero
9:50 Nei Uchifanira Kuva Nekutenda Uye Ungaitei Kuti Uve Nako?
10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Tevedzera Vaya Vakaratidza Kutenda
• Isaka naRibheka
• Esteri
• Timoti
11:05 Rwiyo Nhamba 60 Nezviziviso
11:15 ‘Tinotenda, Saka Tinotaura’
11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa
12:00 Rwiyo Nhamba 52
MASIKATI
1:10 Mimhanzi
1:20 Rwiyo Nhamba 9 Nemunyengetero
1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Iva Nekutenda Muna Mwari “Uyo Asingagoni Kureva Nhema”
2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
2:30 Rwiyo Nhamba 54 Nezviziviso
2:40 Hurukuro Yekusiyirana: ‘Famba Nekutenda’ Zuva Rega Rega
• ‘Usambozvidya Mwoyo’
• Shandisa ‘Nguva Yako Nekuchenjera’
• Ramba ‘Usiri Wenyika’
3:40 “Jehovha Anoziva Kuti Vake Ndevapi”
4:15 Rwiyo Nhamba 7 Nemunyengetero