RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm24 pp. 2-3
  • Chishanu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chishanu
  • Purogiramu yeGungano ra2024
  • Mashoko Akafanana
  • Mugovera
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano ra2024
CO-pgm24 pp. 2-3
Mapikicha: Purogiramu yemusi weChishanu. 1. Ngirozi inotaura naZekariya munzvimbo tsvene yetemberi uye Zekariya wacho ari kutya. 2. Mhandara yechiJudha inonzi Mariya iri kutya. 3. Josefa naMariya vari kufamba nedhongi. Mariya akatakura Jesu mumaoko.

Chishanu

“Mashoko akanaka emufaro mukuru uchava nevanhu vese.”—Ruka 2:10

Mangwanani

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 150 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Nei Tichida Mashoko Akanaka? (1 VaKorinde 9:16; 1 Timoti 1:12)

  • 10:10 DHIRAMA REMUBHAIBHERI:

    Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 1

    Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika —Chikamu I (Mateu 1:18-25; Ruka 1:1-80; Johani 1:1-5)

  • 10:45 Rwiyo Nhamba 96 Nezviziviso

  • 10:55 HURUKURO YEKUSIYIRANA: ‘Vakatungamirirwa Nemweya Mutsvene’

    • • Mateu (2 Petro 1:21)

    • • Mako (Mako 10:21)

    • • Ruka (Ruka 1:1-4)

    • • Johani (Johani 20:31)

  • 12:10 Rwiyo Nhamba 110 Nekumbozorora

Masikati

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 117

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Nyatsotenda Chokwadi Pamusoro paJesu

    • • Shoko (Johani 1:1; VaFiripi 2:8-11)

    • • Zita Rake (Mabasa 4:12)

    • • Kuberekwa Kwake (Mateu 2:1, 2, 7-12, 16)

  • 2:30 Rwiyo Nhamba 99 Nezviziviso

  • 2:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvatinodzidza Patinoongorora Nyika Yakararama Jesu

    • • Zvakanga Zvakaita Nyika Yacho (Dheuteronomi 8:7)

    • • Mhuka (Ruka 2:8, 24)

    • • Zvekudya (Ruka 11:3; 1 VaKorinde 10:31)

    • • Magariro Aiita Vanhu (VaFiripi 1:10)

    • • Vanhu Vemo (Dheuteronomi 22:4)

    • • Dzidzo (Dheuteronomi 6:6, 7)

    • • Kunamata (Dheuteronomi 16:15, 16)

  • 4:15 Nei Mashoko Akanaka Achinzi “Anogara Nekusingaperi”? (Zvakazarurwa 14:6, 7)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 66 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe