RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm21 pp. 4-5
  • Mugovera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mugovera
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Mashoko Akafanana
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
CO-pgm21 pp. 4-5
Mapikicha: 1. Hanzvadzi iri kutaura nevana vayo. 2. Hanzvadzi mbiri dzichiparidza kumamisha kuAsia. 3. Dhanieri neshamwari dzake nhatu vakamira pamberi pamambo weBhabhironi.

Mugovera

‘Rwirai zvakasimba kutenda’​—Judha 3

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 57 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Vanhu Vasina Kutenda, Vanogona Kupedzisira Vavawo Nekutenda!

    • • Vanhu vekuNinivhi (Jona 3:5)

    • • Vanin’ina vaJesu (1 VaKorinde 15:7)

    • • Vanhu Vane Mukurumbira (VaFiripi 3:7, 8)

    • • Vanhu Vasingaiti Zvechitendero (VaRoma 10:13-15; 1 VaKorinde 9:22)

  • 10:30 Simbisa Kutenda Uchishandisa Bhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara! (Johani 17:3)

  • 10:50 Rwiyo Nhamba 67 Nezviziviso

  • 11:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Vanhu Vari Kubudirira Kurwira Kutenda

    • • Vaya Vakaroorana Nemunhu Asingatendi (VaFiripi 3:17)

    • • Vaya Vari Kurerwa Nemubereki Mumwe Chete (2 Timoti 1:5)

    • • VaKristu Vasina Kuroora Kana Kuroorwa (1 VaKorinde 12:25)

  • 11:45 KUBHABHATIDZWA: Kuva Nekutenda Kunoita Kuti Uwane Upenyu Husingaperi! (Mateu 17:20; Johani 3:16; VaHebheru 11:6)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 79 Nekumbozorora

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 24

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Kutenda Kuri Kuratidzwa Nehama Dzedu . . .

    • • muAfrica

    • • kuAsia

    • • kuEurope

    • • kuNorth America

    • • kuOceania

    • • kuSouth America

  • 2:15 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda

    • • Dzidza Mumwe Mutauro (1 VaKorinde 16:9)

    • • Tamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda (VaHebheru 11:8-10)

    • • Zadza Fomu Rekupinda Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo (1 VaKorinde 4:17)

    • • Batsira Pakuvaka Zvivakwa Zvesangano (Nehemiya 1:2, 3; 2:5)

    • • “Isa Parutivi Chimwe Chinhu” Kuti Utsigire Basa raJehovha (1 VaKorinde 16:2)

  • 3:15 Rwiyo Nhamba 84 Nezviziviso

  • 3:20 DHIRAMA REMUBHAIBHERI: Dhanieri: Murume Aiva Nekutenda—Chikamu I (Dhanieri 1:1–2:49; 4:1-33)

  • 4:20 ‘Rwirai Zvakasimba Kutenda’! (Judha 3; Zvirevo 14:15; VaRoma 16:17)

  • 4:55 Rwiyo Nhamba 38 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe