Zvinoita here kuti tizorarama nekusingaperi?
“Vakarurama vachagara nhaka yenyika, uye vachagara mairi nekusingaperi.”—Pisarema 37:29.
Bhaibheri rinoratidza kuti mune ramangwana
Munhu wese achange aine utano hwakanaka.—Isaya 33:24; 35:5, 6.
Nyika ichanaka sezvayakanga yakaita Mwari paakaisika.—Isaya 35:1, 2; Zvakazarurwa 11:18.
Kuti unzwe zvakawanda, enda paindaneti pawebsite inonzi jw.org.
© 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania