Zvakataurwa naJesu zvichiri kushanda here mazuva ano?
“Zvese zvamunoda kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo izvozvo.”—Mateu 7:12.
Jesu akataurawo kuti
Hatifaniri kunyanya kuzvidya mwoyo nezveramangwana.—Mateu 6:34.
Tinofanira kuregerera vamwe.—Mateu 6:14, 15.
Kuti unzwe zvakawanda, enda paindaneti pawebsite inonzi jw.org.
© 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania