‘Zvibate Zvinoenderana Nemashoko Akanaka’
Mangwanani
9:40 Mimhanzi
9:50 Rwiyo Nhamba 35 Nemunyengetero
10:00 Mashoko Akanaka Ari Kukuchinja Sei?
10:15 Hurukuro Yekusiyirana: Vakatungamirirwa Nemashoko Akanaka
• Stefani
• Firipi
• Akwira naPrisira
• Tito
11:05 Rwiyo Nhamba 76 Nezviziviso
11:15 Ramba Uchiita ‘Mabasa Ekuzvipira Kuna Mwari’
11:35 Kubhabhatidzwa: Rambai ‘Muchiteerera Mashoko Akanaka’
12:05 Rwiyo Nhamba 37
Masikati
1:20 Mimhanzi
1:30 Rwiyo Nhamba 56 Nemunyengetero
1:35 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Nei Uchitenda Zvaunotenda?
2:05 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
2:35 Rwiyo Nhamba 24 Nezviziviso
2:45 Hurukuro Yekusiyirana: “Tinoratidza Kuti Tiri Vashumiri vaMwari . . . ”
• Nekutsungirira
• Nekuva Nemutsa
• Nekuva Vanhu Vakatendeseka
3:30 Uri Kudzidziswa Sei Nemashoko Akanaka?
4:00 Rwiyo Nhamba 29 Nemunyengetero