RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w94 11/1 p. 29
  • Wedzero yoMutumbi Unodzora

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wedzero yoMutumbi Unodzora
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Mashoko Akafanana
  • Kubatira Pamwe noMutumbi Unodzora Nhasi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Nhengo Itsva dzeDare Rinodzora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Nhengo Itsva yeDare Rinodzora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Ndakafirwa naBaba Ndikawana Vamwe Baba
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
w94 11/1 p. 29

Wedzero yoMutumbi Unodzora

NOMURANGARIRO wokuwedzera vashandi voMutumbi Unodzora weZvapupu zvaJehovha, kutanga pana July 1, 1994, mutezo wokuwedzera wakawedzerwa kuvakuru gumi nomumwe zvino vari kubatira. Mutezo mutsva wacho ndiGerrit Lösch.

Hama Lösch vakapinda mubasa renguva yakazara pana November 1, 1961, uye vakapedza kufunda mukirasi yechi 41 yeWatchtower Bible School of Gilead. Vakabatira mubasa redunhu nereruwa muAustria kubvira muna 1963 kusvikira muna 1976. Vakachata muna 1967, uye ivo nomudzimai wavo, Merete, gare gare vakabatira kwamakore 14 semitezo yemhuri yeBheteri yeAustria muVienna. Makore mana apfuura vakachinjirwa kudzimbahwe reSosaiti muBrooklyn, New York, uko Hama Lösch vaibatira muExecutive Offices uye somubetseri kuDare reBasa. Noruzivo rwavo rwokuzviwanira rwakasiyana-siyana mumunda weEurope uye kuziva kwavo chiGerman, chiNgezi, chiRomanian, uye chiTariyana, vachaita mupiro unokosha kubasa roMutumbi Unodzora.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe