RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w03 7/1 p. 8
  • Rudzi Rworudo Runokosha Zvikuru

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rudzi Rworudo Runokosha Zvikuru
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Mashoko Akafanana
  • Uri Kutevera “Nzira Inopfuura Dzose” Yorudo Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • “Chikuru Pakati Pazvo Ndirwo Rudo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Rudo (Agape)—Charwusiri Uye Charwuri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • “Kupfuura Zvinhu Zvose, Dananai Zvikuru”
    Rambai Makarinda!
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
w03 7/1 p. 8

Rudzi Rworudo Runokosha Zvikuru

MUZVIITIKO zvakawanda zvacho muMagwaro echiKristu echiGiriki, kana kuti Testamende Itsva, shoko rokuti “rudo” ishanduro yeshoko rechiGiriki rokuti a·gaʹpe.

Richitsanangura zvinoreva shoko iroro, bhuku rinonzi Insight on the Scripturesa rinoti: “[A·gaʹpe] hakasi kapfungwa kakavakirwa paukama hwomunhu oga, sezvinowanzofungwa, asi rudo rwetsika runoratidzwa munhu uchinyatsoda senhau yetsika, mutoro, uye kunaka, uchinyatsotsvaka zvakanakira mumwe maererano nezvakarurama. A·gaʹpe (rudo) runokurira kuvengana kwevanhu, rusingambobvumiri kuvengana uku kuita kuti munhu asiye tsika dzakanaka otsivawo noruvengo.”

A·gaʹpe rungasanganisirawo kunzwa kwakasimba. “Dananai zvikuru [a·gaʹpe],” akarayira kudaro muapostora Petro. (1 Petro 4:8) Saka, zvinogona kunzi a·gaʹpe runosanganisira mwoyo pamwe nepfungwa. Wadii kuongorora magwaro anoratidza simba uye chinangwa chorudzi urwu rworudo runokosha? Magwaro anotevera angabatsira: Mateu 5:43-47; Johani 15:12, 13; VaRoma 13:8-10; VaEfeso 5:2, 25, 28; 1 Johani 3:15-18; 4:16-21.

[Mashoko Omuzasi]

a Rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe