RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp16 nha. 3 p. 16
  • Bhaibheri Rinotii?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Rinotii?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mwari ane zita here?
  • Zvakaipa here kutaura zita raMwari?
  • Zita raMwari
    Mukai!—2017
  • Nei Tichifanira Kushandisa Zita raMwari?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Chikonzero Nei Tichifanira Kuziva Zita raMwari
    Zita raMwari Richagara Nokusingaperi
  • Zita raMwari Ndiani?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
wp16 nha. 3 p. 16
Zita raMwari rakaiswa mumadenderedzwa semanyorerwo araiitwa muzvinyorwa zveBhaibheri zvekare

Zita raMwari (rakaiswa mumadenderedzwa) semanyorerwo araiitwa muzvinyorwa zveBhaibheri zvekare

Bhaibheri Rinotii?

Mwari ane zita here?

VAMWE VANOTI haana zita,vamwe vanoti zita rake nderokuti Mwari kana kuti Ishe, uye vamwewo vanoti ane mazita akawanda. Unotiwo chii?

ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

“Imi, mune zita rokuti Jehovha, imi moga ndimi Wokumusorosoro kumusoro kwenyika yose.”​—Pisarema 83:18.

NDEZVIPI ZVIMWE ZVATINODZIDZA MUBHAIBHERI?

  • Kunyange zvazvo Mwari aine mazita akawanda ekuremekedza, ane zita rimwe chete raakazvipa.​—Eksodho 3:15.

  • Hatigoni kuti Mwari haanzwisisiki nekuti iye anotoda kuti timuzive.​—Mabasa 17:27.

  • Kuziva zita raMwari ndiro danho rekutanga rekuti tive shamwari dzake.​—Jakobho 4:8.

Zvakaipa here kutaura zita raMwari?

UNGATI KUDII?

  • Ehe

  • Aiwa

  • Zvinosiyana munhu nemunhu

ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

“Usashandisa zita raJehovha Mwari wako pasina.” (Eksodho 20:7) Chakaipa chete kushandisa zita raMwari zvisina ruremekedzo.​—Jeremiya 29:9.

NDEZVIPI ZVIMWE ZVATINODZIDZA MUBHAIBHERI?

  • Jesu aiziva zita raMwari uye airishandisa.​—Johani 17:25, 26.

  • Mwari anoda kuti timudane nezita rake.​—Pisarema 105:1.

  • Vavengi vaMwari vanoedza kuita kuti vanhu vakanganwe zita rake.​—Jeremiya 23:27.

Kuti uwane mamwe mashoko, ona chitsauko 1 chebhuku iri, Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?, rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha

Rinowanikawo pawww.pr2711.com.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe