Zviri muIndex
Mune chii? Panobva mashoko emharidzo yomuenzaniso yaungagona kushandisa muushumiri. Watch Tower Publications Index inoronga maererano nenyaya kana kuti nemabhuku sumo uye mharidzo dzakawanda dzingashandiswa. Tinogona kubatsirwawo kuti tingabata sei nevanhu vanoramba kukurukura nesu muushumiri. Pasi apa pari kuratidzwa misoro mikuru uye misoro miduku iri nechepakati pauchawana mazano akaisvonaka akawanda okushandisa mubasa romumunda.
Introductions (Sumo)
Dzakarongwa maererano nenyaya
Objections (Kuramba)
Kuramba kunowanzoitwa
Presentations (Mharidzo)
Dzakarongwa maererano neMabhuku
Dzakarongwa maererano nenyaya
Return Visits (Kudzokerazve)
Kwakarongwa maererano neMabhuku
Kwakarongwa maererano nenyaya