Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kutaura nezveUmambo Tiine Chivimbo
Nei Zvichikosha: Kana tichizotevedzera zvakataurwa pana 2 Timoti 1:7, 8, zvinokosha kuti titaure nezveUmambo tiine chivimbo. Tingava sei nechivimbo kuti tizivise Umambo?
Edza Izvi Mwedzi Uno:
Sarudza mumwe munhu waungaparidzira. Nyengetera kuna Jehovha kuti akupe ushingi uye kuti uwane mukana wekutaura.