PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 MAKORONIKE 29-32
Kunamata Jehovha Kunoda Kuti Munhu Ashande Nesimba
Rakaprindwa
Hezekiya anoshanda nesimba kuti vanhu vatangezve kunamata Jehovha
746-716 B.C.E
Kutonga kwaHezekiya
NISANI 746 B.C.E.
Mazuva 1-8: Kuchenesa chivanze chomukati
Mazuva 9-16: Kuchenesa imba yaJehovha
Kuyananiswa kwevaIsraeri vose uye kutangazve kunamata Jehovha
740 B.C.E.
Kuparara kweSamariya
Hezekiya anokoka vose vane mwoyo yakatendeseka kuti vaungane kuzonamata
Nhume dzakatumwa netsamba dzaizivisa nezvePaseka munharaunda yacho yose, kubva kuBheeri-shebha kusvika kuDhani
Vamwe vakaseka, asi vazhinji vakaenda kuPaseka