RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 March p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • NHARIREYOMURINDI (peji yekupedzisira)
  • PEPA REKUKOKA VANHU KUCHIRANGARIDZO
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 March p. 1
Kuchengeta Chirangaridzo Cherufu rwaKristu

Vanhu vari paChirangaridzo Cherufu rwaKristu muGermany

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Magazini yeNharireyomurindi, Nhamba 2 2016 | Nei Jesu Akatambura Ndokufa?

Mubvunzo: Makambonzwawo here mashoko aya anozivikanwa nevakawanda?

Rugwaro: Joh 3:16

Zvekutaura: Nharireyomurindi iyi inotsanangura kuti kutambura kwakaita Jesu uye rufu rwake zvinokubatsira sei.

NHARIREYOMURINDI (peji yekupedzisira)

Mubvunzo: Onai mubvunzo uyu nemhinduro dzinowanzopiwa nevamwe. [Verenga mubvunzo wekutanga pamwe chete nemhinduro dziri pasi pacho.] Mungaupindurawo sei?

Rugwaro: Mt 4:1-4

Zvekutaura: Dhiyabhorosi akataura naJesu achimuedza. Izvi zvinoratidza kuti Dhiyabhorosi haasi uipi huri mumwoyo memunhu. Ndezvipi zvimwe zvinotaurwa neBhaibheri nezvaDhiyabhorosi? Nyaya ino inotsanangura zvimwe zvacho.

PEPA REKUKOKA VANHU KUCHIRANGARIDZO

Pepa rekukoka vanhu kuchirangaridzo cherufu rwaKristu muna 2016

Zvekutaura: Tiri kupa vanhu pepa iri rekuvakoka kumusangano unokosha zvikuru. [Ipa saimba pepa racho.] Musi wa23 March, mamiriyoni evanhu pasi rose achaungana kuti ayeuke rufu rwaJesu Kristu uye kuti anzwe hurukuro yeBhaibheri inotaura kubatsirwa kwatinoitwa nerufu rwake. Hapana mari yamunobhadhariswa. Pepa iri rinoratidza nguva nenzvimbo ichaitirwa musangano wacho. Ndinokukumbirai kuti muuye kana muchikwanisa.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe