RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/15 p. 4
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 2/15 p. 4

Mharidzo Dzokuenzanisira

Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu kuChirangaridzo

“Tiri kupa vanhu mapepa okuvakoka kuchiitiko chinokosha zvikuru. Musi wa3 April, mamiriyoni evanhu pasi rose vachaungana kuti vayeuke rufu rwaJesu Kristu uye kuti vanzwe hurukuro yeBhaibheri vasingabhadhari, inotaura nezvekuti rufu rwake runotibatsira sei. Pepa rino rinoratidza nzvimbo nenguva ichaitwa musangano wacho munharaunda yedu.”

Nharireyomurindi March 1

“Gore rino, musi wa3 April ndiwo unoenderana nemusi wakafa Jesu Kristu. Pazuva iri, vamwe vemunharaunda yedu vachaungana kuti vayeuke rufu rwaJesu, asi kunewo vamwe vanofunga kuti kufa kwakaita Jesu hakukoshi. Munotiwo kudii? Munofunga kuti rufu rwaJesu nekumuka kwake zvinotibatsira here? [Rega apindure.] Onai zvinotaurwa neShoko raMwari panyaya iyi. [Verenga 1 VaKorinde 15:22, 26.] Magazini ino inotsanangura kubatsirwa kwatichaitwa nechibayiro chaJesu cherudzikinuro. Inotaura kuti nguva ichasvika yekuti rufu rwunenge rusisipo panyika.”

Awake! March

“Tiri kushanyira vavakidzani vedu kwenguva pfupi tichivaratidza Awake! yemwedzi uno.” [Muratidze pakavha.] Vanhu vose vane mafungiro avo pamusoro pemubvunzo wekutanga uyo: ‘Mwari ariko here?’ Mungatiwo kudii, ndevapi vane tariro yekuti zvinhu zvichanaka mune ramangwana, vaya vanotenda kuti Mwari ariko kana kuti vanoti haako? [Rega apindure.] Onai vimbiso iyi inobva kuna Mwari inopa vakawanda tariro. [Verenga Pisarema 37:10, 11.] Magazini ino inotaura zvikonzero zvina zvinoita kuti tizive kana Mwari ariko.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe