RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 April p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MUKAI!
  • MUKAI!
  • Bhaibheri Rinombodzidzisei?
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 April p. 1
Vanhu vari paGungano Renyika Dzakawanda rakaitwa muna 2014 kuNew Jersey, U.S.A.

Hama nehanzvadzi dziri pagungano renyika dzakawanda muna 2014 kuNew Jersey, U.S.A.

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Magazini yeMukai! Nhamba 2 2016 | Bhaibheri Rinongovawo Bhuku Rakanaka Here?

Zvekutaura: Regai ndikupei Mukai! iyi ichangobva kubuda.

Mubvunzo: Onai mubvunzo uri pano papeji 2. Munotiwo chii?

Rugwaro: Mt 11:19

Nyaya iyi inotaura nezveuchenjeri hwatinowana muBhaibheri kuti hunobatsira here.

MUKAI!

Mubvunzo: Munobvumiranawo nazvo here kuti mashoko aya euchenjeri anogona kutibatsira muupenyu?

Rugwaro: Mt 6:34

Zvekutaura: [Vhura panyaya yakanzi “Zvinotaura Bhaibheri​—Kuzvidya Mwoyo.”] Nyaya ino inoratidza kuti Bhaibheri rinotibatsira sei patinenge tichizvidya mwoyo.

Bhaibheri Rinombodzidzisei?

Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

Mubvunzo: Vanhu vakawanda vanotenda muna Mwari uye vanonzwa vachida kuva pedyo naye. Maizvizivawo here kuti Bhaibheri rinotikurudzira kuti tiswedere pedyo naMwari?

Rugwaro: Jak 4:8a

Zvekutaura: Bhuku iri rinotibatsira kudzidza zvakawanda nezvaMwari tichishandisa Bhaibheri. [Muratidze chitsauko 1 chebhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe