Zvapupu zvichiparidza pamusika kuSierra Leone
Mharidzo Dzekuenzanisira
MUKAI!
Mubvunzo: Nei zvinhu zviri kuwedzera kuipa munyika?
Rugwaro: Jer 10:23
Zvekutaura: Magazini ino inotsanangura chinoita kuti mamiriyoni evanhu atende kuti ramangwana richange rakanaka.
MUKAI!
Mubvunzo: Zita raMwari ndiani?
Rugwaro: Pis 83:18
Zvekutaura: Nyaya iyi inotsanangura zvinorehwa nezita raMwari uye kuti nei tichifanira kurishandisa. [Vhura nyaya yakanzi “Zvinotaura Bhaibheri—Zita Ramwari.”]
DZIDZISA CHOKWADI
NYORAWO MHARIDZO YAKO
Nyorawo mharidzo yako pachako yemuushumiri uchitevedzera mharidzo dzekuenzanisira dziri pamusoro apa.