PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 106-109
“Ongai Jehovha”
Nei vaIsraeri vakakurumidza kukanganwa kuponeswa kwavakaitwa naJehovha?
Vakabvisa pfungwa dzavo pana Jehovha vakatanga kuita zvaidiwa nemwoyo yavo
Ungaita sei kuti urambe uchiratidza kuti unoonga?
Ramba uchifunga zvinhu zvawakaitirwa naMwari
Ramba uchifunga nezvetariro yeramangwana
Paunenge uchinyengetera, tenda Jehovha nemakomborero aakakupa.