RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 October p. 8
  • Uri Kushandisa Makadhi eJW.ORG Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Uri Kushandisa Makadhi eJW.ORG Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Makadhi Okutenga Nechikwereti—Achakubetsera Here Kana Kuti Achakupinza Muuranda?
    Mukai!—1997
  • Ndinofanira Kuva Nekadhi Rechikwereti Here?
    Mukai!—2000
  • Shandisa Peji Yekutanga yeJW.ORG Muushumiri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Urongwa Hwokutibatsira Kuti Tirege Ropa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 October p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Uri Kushandisa Makadhi eJW.ORG Here?

Chapupu chaJehovha chiri kupa mumwe munhu kadhi rejw.org

Sezvo dambudziko guru rava kusvika, basa redu rekuparidzira rava kufanira kuitwa nekukurumidza. (Zvi 24:11, 12, 20) Kuti tibatsire vanhu, tinogona kushandisa makadhi aya kuti vazive nezveShoko raMwari uye website yedu. Kadhi iri rine qr code inoita kuti munhu aone vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? uye rinomubvunza kana achida kudzidza Bhaibheri kana kuti anewo zvimwe zvaanoda kuziva. Vamwe vanhu havadi havo kutora mabhuku asi vanoda kuenda pawebsite yedu. Ukaona vanhu vakadaro unogona kuvapa kadhi. Asi usaripa vanhu vanenge vasingafariri.

Paunenge uchiita mabasa ako ezuva nezuva, unogona kuita kuti munhu afarire nokutaura kuti: “Ndine kadhi randiri kuda kukupai. Rine website ine mavhidhiyo nenyaya dzakasiyana-siyana uye zvese hazvitengeswi.” (Joh 4:7) Sezvo makadhi aya ari madiki, unokwanisa kugara uine mamwe kuti uzoashandisa pose panomuka mukana.

IPA MUNHU KADHI . . .

  • paunenge uchiparidza zvisina kurongwa

  • paunenge uchiparidza munzvimbo yemabhizinesi

  • kana munhu akateerera zvaunenge wamuparidzira asi achiratidza kuti haasi kuda mabhuku

Bhaibheri rakavhurika riri pakadhi rejw.org
Chapupu chaJehovha chichiverengera mumwe munhu Bhaibheri
Chapupu chaJehovha chiri kudzidza Bhaibheri neimwe mhuri
Zvakaita kuseri kwekadhi rejw.org

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe